Isaya 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Pachigutsa chaJese+ pachabuda nhungirwa,+Uye bukira+ rinobva pamidzi yake richabereka zvibereko. Isaya 53:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Achabuda sekabazi+ pamberi pake,* semudzi munyika yakaoma. Haana chimiro chinoyemurika, kana kubwinya;+Uye patinomuona, chimiro chake hachiiti kuti timufarire.* Jeremiya 23:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti Dhavhidhi ave nenhungirwa yakarurama.*+ Uye mambo achatonga+ uye acharatidza njere, achitonga zvakanaka munyika yacho uye achiita kuti muve nekururama.+ Zekariya 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “‘Inzwa, iwe Mupristi Mukuru Joshua, iwe neshamwari dzako dzinogara pamberi pako, nekuti varume ava vanotova chiratidzo; inzwa, ndiri kuunza mushumiri wangu+ anonzi Nhungirwa!+
2 Achabuda sekabazi+ pamberi pake,* semudzi munyika yakaoma. Haana chimiro chinoyemurika, kana kubwinya;+Uye patinomuona, chimiro chake hachiiti kuti timufarire.*
5 “Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti Dhavhidhi ave nenhungirwa yakarurama.*+ Uye mambo achatonga+ uye acharatidza njere, achitonga zvakanaka munyika yacho uye achiita kuti muve nekururama.+
8 “‘Inzwa, iwe Mupristi Mukuru Joshua, iwe neshamwari dzako dzinogara pamberi pako, nekuti varume ava vanotova chiratidzo; inzwa, ndiri kuunza mushumiri wangu+ anonzi Nhungirwa!+