Mateu 10:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Uye munhu wese asingagamuchiri danda rake rekutambudzirwa* onditevera haana kukodzera ini.+ Mako 8:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Akabva ashevedza vanhu pamwe nevadzidzi vake, akati kwavari: “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe, atore danda rake rekutambudzirwa,* arambe achinditevera.+ Ruka 9:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Akabva atizve kwavari vese: “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe,+ atore danda rake rekutambudzirwa,* aritakure zuva nezuva, arambe achinditevera.+ Ruka 14:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Munhu wese asingatakuri danda rake rekutambudzirwa* onditevera haagoni kuva mudzidzi wangu.+
34 Akabva ashevedza vanhu pamwe nevadzidzi vake, akati kwavari: “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe, atore danda rake rekutambudzirwa,* arambe achinditevera.+
23 Akabva atizve kwavari vese: “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe,+ atore danda rake rekutambudzirwa,* aritakure zuva nezuva, arambe achinditevera.+