Mateu 16:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kubvira ipapo, Jesu akatanga kutsanangurira vadzidzi vake kuti anofanira kuenda kuJerusarema onotambudzwa nenzira dzakawanda nevakuru, nevatungamiriri vevapristi, nevanyori, ourayiwa, ozomutswa pazuva rechitatu.+ Mako 9:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti akanga achidzidzisa vadzidzi vake, achivaudza kuti: “Mwanakomana wemunhu achatengeswa mumaoko evanhu, uye vachamuuraya,+ asi pasinei nekuti achaurayiwa, achamuka kwapera mazuva matatu.”+
21 Kubvira ipapo, Jesu akatanga kutsanangurira vadzidzi vake kuti anofanira kuenda kuJerusarema onotambudzwa nenzira dzakawanda nevakuru, nevatungamiriri vevapristi, nevanyori, ourayiwa, ozomutswa pazuva rechitatu.+
31 Nekuti akanga achidzidzisa vadzidzi vake, achivaudza kuti: “Mwanakomana wemunhu achatengeswa mumaoko evanhu, uye vachamuuraya,+ asi pasinei nekuti achaurayiwa, achamuka kwapera mazuva matatu.”+