Mateu 21:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uyewo vanhu vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti muponese* Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha!*+ Muponeseiwo,* muri kumusorosoro!”+
9 Uyewo vanhu vaifamba mberi kwake nevaya vaimutevera vakaramba vachishevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti muponese* Mwanakomana waDhavhidhi!+ Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha!*+ Muponeseiwo,* muri kumusorosoro!”+