Mako 11:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi pavakanga vachipfuura mangwanani-ngwanani, vakaona muonde uya watooma kubvira kumidzi.+ 21 Petro akazviyeuka, ndokuti kwaari: “Rabhi, onai! muonde uya wamakatuka waoma.”+
20 Asi pavakanga vachipfuura mangwanani-ngwanani, vakaona muonde uya watooma kubvira kumidzi.+ 21 Petro akazviyeuka, ndokuti kwaari: “Rabhi, onai! muonde uya wamakatuka waoma.”+