Ruka 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Kunyange vateresi vakauya kuzobhabhatidzwa,+ uye vakati kwaari: “Mudzidzisi, toita sei?” Ruka 7:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 (Vanhu vese nevateresi pavakanzwa izvi, vakabvuma kuti Mwari akarurama, nekuti vakanga vabhabhatidzwa nerubhabhatidzo rwaJohani.+ 30 Asi vaFarisi nevaya vainyatsoziva Mutemo vakaramba zano raMwari,+ sezvo vakanga vasina kubhabhatidzwa naJohani.)
29 (Vanhu vese nevateresi pavakanzwa izvi, vakabvuma kuti Mwari akarurama, nekuti vakanga vabhabhatidzwa nerubhabhatidzo rwaJohani.+ 30 Asi vaFarisi nevaya vainyatsoziva Mutemo vakaramba zano raMwari,+ sezvo vakanga vasina kubhabhatidzwa naJohani.)