Maraki 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Nekuti zuva richasvika, zuva rinopisa sechoto;+ pazuva iroro vanhu vese vanozvikudza nevaya vese vanoita zvakaipa vachaita semashanga. Zuva racho richavaparadza, rovasiya vasina mudzi kana bazi,” anodaro Jehovha wemauto.
4 “Nekuti zuva richasvika, zuva rinopisa sechoto;+ pazuva iroro vanhu vese vanozvikudza nevaya vese vanoita zvakaipa vachaita semashanga. Zuva racho richavaparadza, rovasiya vasina mudzi kana bazi,” anodaro Jehovha wemauto.