Mateu 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka paunopa zvipo zvengoni,* usaridza bhosvo sezvinoita vanyengeri mumasinagogi nemumigwagwa, kuti vakudzwe nevanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vawana mubayiro wavo wakakwana.
2 Saka paunopa zvipo zvengoni,* usaridza bhosvo sezvinoita vanyengeri mumasinagogi nemumigwagwa, kuti vakudzwe nevanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vawana mubayiro wavo wakakwana.