RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 15:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Rambai muchifunga nezveshoko randakakuudzai rekuti: Muranda haasi mukuru kuna tenzi wake. Kana vakanditambudza, vachakutambudzaiwo;+ kana vakachengeta shoko rangu, vachachengetawo renyu.

  • Mabasa 11:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Vaya vakanga vaparadzirwa+ nekutambudzwa kwakamuka pamusoro paStefani vakasvika kuFenikiya, Saipurasi, nekuAndiyoki, asi vaingotaura shoko kuvaJudha chete.+

  • Zvakazarurwa 2:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Usatya matambudziko awava kuda kusangana nawo.+ Inzwa! Dhiyabhorosi acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kusvika pekupedzisira, uye muchatambudzika kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvika parufu, uye ndichakupa korona yeupenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe