RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 16:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Vanhu vachakudzingai musinagogi.+ Ndingatoti ichasvika nguva yekuti munhu wese anenge akuurayai+ achafunga kuti aitira Mwari basa dzvene.

  • Mabasa 7:59
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 59 Pavaitema Stefani nematombo iye akakumbira achiti: “Ishe Jesu, gamuchirai simba rangu reupenyu.”*

  • Mabasa 12:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Mumazuva iwayo, mambo Herodhi akatanga kubata zvakaipa vamwe vanhu vemuungano.+ 2 Akauraya Jakobho mukoma waJohani+ nebakatwa.+

  • Zvakazarurwa 6:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Mumwe nemumwe wavo akabva apiwa nguo refu chena,+ uye vakaudzwa kuti vamboti mirei kusvikira nhamba yevamwe varanda, idzo hama dzavo dzakanga dzava kuda kuurayiwa sezvavakaitwa, yakwana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe