Mako 13:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Asi mumazuva iwayo, pashure pekutambudzika ikoko, zuva richasviba, uye mwedzi hauzovheneki,+ 25 uye nyeredzi dzichange dzichiwa kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa. Ruka 21:25, 26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 “Kuchavawo nezviratidzo pazuva nepamwedzi nepanyeredzi,+ uye marudzi ari panyika acharwadziwa chaizvo achishaya kuti oita sei nekuda kwekutinhira kwegungwa uye kusagadzikana kwaro. 26 Vanhu vachapera simba nekutya uye nekutarisira zvinhu zvinouya panyika, nekuti masimba ekudenga achazununguswa.
24 “Asi mumazuva iwayo, pashure pekutambudzika ikoko, zuva richasviba, uye mwedzi hauzovheneki,+ 25 uye nyeredzi dzichange dzichiwa kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.
25 “Kuchavawo nezviratidzo pazuva nepamwedzi nepanyeredzi,+ uye marudzi ari panyika acharwadziwa chaizvo achishaya kuti oita sei nekuda kwekutinhira kwegungwa uye kusagadzikana kwaro. 26 Vanhu vachapera simba nekutya uye nekutarisira zvinhu zvinouya panyika, nekuti masimba ekudenga achazununguswa.