Mateu 7:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ini ndichabva ndati kwavari: ‘Handina kumbobvira ndakuzivai! Ibvai kwandiri, imi vasingateereri mutemo!’+
23 Ini ndichabva ndati kwavari: ‘Handina kumbobvira ndakuzivai! Ibvai kwandiri, imi vasingateereri mutemo!’+