RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 14:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Pavakanga vachidya kudaro, Jesu akatora chingwa, akakumbira chikomborero, ndokuchimedura, uye akavapa, achiti: “Tambirai; chinomirira muviri wangu.”+

  • Ruka 22:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Akatorawo chingwa,+ akaonga, akachimedura, akavapa, achiti: “Ichi chinomirira muviri wangu,+ uchapiwa kuitira imi.+ Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+

  • 1 VaKorinde 11:23-26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti ndakagamuchira kubva kunaShe zviya zvandakapfuudzawo kwamuri, zvekuti Ishe Jesu pausiku+ hwaakazotengeswa, akatora chingwa, 24 uye pashure pekuonga, akachimedura, akati: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uri kupiwa kuitira imi. Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+ 25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ pavakanga vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, pese pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+ 26 Nekuti pese pamunodya chingwa ichi nekunwira mukapu iyi, munoramba muchizivisa rufu rwaShe, kusvikira auya.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe