Ruka 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka Dhiyabhorosi paakanga apedza kumuedza, akamusiya kusvikira pane imwe nguva yaizomuka mumwe mukana.+ Jakobho 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka zviisei pasi paMwari;+ asi rwisanai naDhiyabhorosi,+ uye achakutizai.+
13 Saka Dhiyabhorosi paakanga apedza kumuedza, akamusiya kusvikira pane imwe nguva yaizomuka mumwe mukana.+