-
1 VaTesaronika 2:14, 15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Nekuti imi hama, makatevedzera ungano dzaMwari dziri pamwe naKristu Jesu dziri kuJudhiya, nekuti matambudziko amakasangana nawo muchitambudzwa nevanhu vemunyika menyu+ ndiwo avakasanganawo nawo vachitambudzwa nevaJudha, 15 avo vakatouraya kunyange naIshe Jesu+ nevaprofita, vakatitambudzawo isu.+ Uyezve, havasi kufadza Mwari, asi vanoita zvinopesana nevanhu vese,
-