Isaya 53:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akadzvinyirirwa+ uye akabvuma kutambudzwa,+Asi aisashama muromo wake. Akaunzwa segwai kuzourayiwa,+Senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo,Uye aisashama muromo wake.+ Mateu 20:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye Mwanakomana wemunhu achaiswa kuvatungamiriri vevapristi nevanyori. Vachamutongera rufu,+ 19 vomuisa kuvanhu vemamwe marudzi kuti vamunyombe uye vamurove zvakasimba uye kuti vamuroverere padanda;+ asi achamutswa pazuva rechitatu.”+
7 Akadzvinyirirwa+ uye akabvuma kutambudzwa,+Asi aisashama muromo wake. Akaunzwa segwai kuzourayiwa,+Senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo,Uye aisashama muromo wake.+
18 “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye Mwanakomana wemunhu achaiswa kuvatungamiriri vevapristi nevanyori. Vachamutongera rufu,+ 19 vomuisa kuvanhu vemamwe marudzi kuti vamunyombe uye vamurove zvakasimba uye kuti vamuroverere padanda;+ asi achamutswa pazuva rechitatu.”+