Mako 15:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Uye keteni renzvimbo tsvene+ rakabvaruka nepakati kubva kumusoro kusvikira pasi.+ Ruka 23:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 nekuti chiedza chezuva chakadzima; keteni renzvimbo tsvene+ rakabva rabvaruka nepakati.+