RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 13:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Akapindura kuti: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene*+ zveUmambo hwekudenga, asi ivo havana kupiwa kunzwisisa.

  • Mateu 13:34, 35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Jesu akaudza vanhu zvinhu zvese izvi achishandisa mifananidzo. Aisambotaura navo asingashandisi mufananidzo,+ 35 kuti azadzise zvakataurwa nekumuprofita uya akati: “Ndichashama muromo wangu ndichishandisa mifananidzo; ndichazivisa zvinhu zvakavanzwa kubvira pakutanga.”*+

  • Mako 4:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene*+ cheUmambo hwaMwari, asi kuvanhu vari kunze zvese zvinongoramba zviri mumifananidzo,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe