Isaya 53:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Achabuda sekabazi+ pamberi pake,* semudzi munyika yakaoma. Haana chimiro chinoyemurika, kana kubwinya;+Uye patinomuona, chimiro chake hachiiti kuti timufarire.*
2 Achabuda sekabazi+ pamberi pake,* semudzi munyika yakaoma. Haana chimiro chinoyemurika, kana kubwinya;+Uye patinomuona, chimiro chake hachiiti kuti timufarire.*