Ruka 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vaapostora pavakadzoka, vakaudza Jesu zvese zvavakanga vaita.+ Akabva avatora akaenda navo kwavo vega muguta rinonzi Bhetisaidha.+
10 Vaapostora pavakadzoka, vakaudza Jesu zvese zvavakanga vaita.+ Akabva avatora akaenda navo kwavo vega muguta rinonzi Bhetisaidha.+