Mateu 14:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Paakasvika kumahombekombe, akaona vanhu vakawanda, uye akasiririswa navo,+ akarapa vairwara vavo.+ VaHebheru 4:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti hatina mupristi mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pakusava nesimba kwedu,+ asi watiinaye akaedzwa pamamiriro ese ezvinhu sezvatakaitwawo, akaramba asina chivi.+
14 Paakasvika kumahombekombe, akaona vanhu vakawanda, uye akasiririswa navo,+ akarapa vairwara vavo.+
15 Nekuti hatina mupristi mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pakusava nesimba kwedu,+ asi watiinaye akaedzwa pamamiriro ese ezvinhu sezvatakaitwawo, akaramba asina chivi.+