Revhitiko 19:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha. Mateu 22:39, 40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Wechipiri, wakafanana nawo, ndeuyu: ‘Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.’+ 40 Pamirayiro iyi miviri ndipo panobva Mutemo wese, uye zvakanyorwa nevaprofita.”+ VaRoma 13:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti bumbiro remutemo rinoti, “Usaita upombwe,+ usauraya,+ usaba,+ usachiva,”+ uye mimwe mirayiro yese iripo, inobatanidzwa mumashoko aya ekuti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ VaGaratiya 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti Mutemo wese unozadziswa* nemurayiro mumwe chete unoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ Jakobho 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Zvino kana imi muchichengeta mutemo wamambo sezviri murugwaro urwu runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka.
18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera chigumbu vanakomana vevanhu vekwako, ida muvakidzani wako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.
39 Wechipiri, wakafanana nawo, ndeuyu: ‘Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.’+ 40 Pamirayiro iyi miviri ndipo panobva Mutemo wese, uye zvakanyorwa nevaprofita.”+
9 Nekuti bumbiro remutemo rinoti, “Usaita upombwe,+ usauraya,+ usaba,+ usachiva,”+ uye mimwe mirayiro yese iripo, inobatanidzwa mumashoko aya ekuti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+
14 Nekuti Mutemo wese unozadziswa* nemurayiro mumwe chete unoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+
8 Zvino kana imi muchichengeta mutemo wamambo sezviri murugwaro urwu runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka.