Pisarema 41:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Kunyange munhu wandaiva nerugare naye, wandaivimba naye,+Aidya chingwa changu, andisimudzira chitsitsinho chake.*+ Mateu 26:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Pavakanga vachidya, akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achanditengesa.”+ 22 Vakarwadziwa kwazvo nazvo, mumwe nemumwe wavo ndokutanga kuti kwaari: “Ishe, ndini here?” Ruka 22:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Asi onai! ruoko rwemutengesi wangu runeni patafura.+ Ruka 22:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka vakatanga kutaurirana pakati pavo kuti angava ani akanga ava kuda kuita zvakadaro.+ Johani 13:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Pashure pekutaura izvi, Jesu akashungurudzika, uye akapupura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achanditengesa.”+ 22 Vadzidzi vakatanga kutarisana, vachishaya kuti akanga achireva ani.+
9 Kunyange munhu wandaiva nerugare naye, wandaivimba naye,+Aidya chingwa changu, andisimudzira chitsitsinho chake.*+
21 Pavakanga vachidya, akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achanditengesa.”+ 22 Vakarwadziwa kwazvo nazvo, mumwe nemumwe wavo ndokutanga kuti kwaari: “Ishe, ndini here?”
21 Pashure pekutaura izvi, Jesu akashungurudzika, uye akapupura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, mumwe wenyu achanditengesa.”+ 22 Vadzidzi vakatanga kutarisana, vachishaya kuti akanga achireva ani.+