RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 27:51
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 51 Uye keteni renzvimbo tsvene+ rakabva rabvaruka nepakati,+ kubva kumusoro kusvikira pasi,+ nyika ikadengenyeka, uye matombo akatsemuka.

  • Ruka 23:45
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 nekuti chiedza chezuva chakadzima; keteni renzvimbo tsvene+ rakabva rabvaruka nepakati.+

  • VaHebheru 10:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Saka hama, sezvo tiine ushingi hwekushandisa nzira inopinda munzvimbo tsvene+ kuburikidza neropa raJesu, 20 yaakatizarurira senzira itsva uye mhenyu inopinda nepaketeni,+ iro rinoreva nyama yake,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe