Eksodho 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 “Usaparadzira mashoko asiri echokwadi.+ Usabatsirana nemunhu akaipa nekuva chapupu chinorongera mumwe zvakaipa.+ Eksodho 23:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Siyana nekupomera zvenhema,* uye usauraya asina mhosva uye akarurama, nekuti handizoti munhu akaipa akarurama.*+ Revhitiko 19:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “‘Musaba,+ musanyengera,+ uye ngaparege kuva nemunhu anonyengedza mumwe wake.
23 “Usaparadzira mashoko asiri echokwadi.+ Usabatsirana nemunhu akaipa nekuva chapupu chinorongera mumwe zvakaipa.+
7 “Siyana nekupomera zvenhema,* uye usauraya asina mhosva uye akarurama, nekuti handizoti munhu akaipa akarurama.*+