Rute 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vakadzi vakanga vakavakidzana naye vakabva vamupa zita. Vakati, “Naomi aberekerwa mwanakomana,” uye vakamutumidza kuti Obhedhi.+ Ndiye baba vaJese,+ baba vaDhavhidhi.
17 Vakadzi vakanga vakavakidzana naye vakabva vamupa zita. Vakati, “Naomi aberekerwa mwanakomana,” uye vakamutumidza kuti Obhedhi.+ Ndiye baba vaJese,+ baba vaDhavhidhi.