-
Johani 16:19, 20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Jesu aiziva kuti vaida kumubvunza, saka akati kwavari: “Muri kubvunzana izvi here, nekuti ndati: ‘Kwangosara nguva shomanana, uye hamuzondionizve, uyezve, kana papfuura nguva shomanana muchandiona’? 20 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, muchachema uye mucharidza mhere, asi nyika ichafara; muchashungurudzwa, asi shungu dzenyu dzichachinja kuva mufaro.+
-