Mateu 5:39, 40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Asi ini ndinoti kwamuri: Musadzorera munhu akaipa, asi munhu wese anokurova mbama padama rako rekurudyi, mupewo rimwe racho.+ 40 Uye kana munhu achida kukuendesa kudare kuti akutorere nguo yako yemukati, murege atorewo nguo yako yekunze;+ 1 VaKorinde 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kana mava kumhan’arirana zvinoreva kuti matokundikana. Madii zvenyu kungobvuma kuitirwa zvakaipa?+ Madii zvenyu kungobvuma kubiridzirwa?
39 Asi ini ndinoti kwamuri: Musadzorera munhu akaipa, asi munhu wese anokurova mbama padama rako rekurudyi, mupewo rimwe racho.+ 40 Uye kana munhu achida kukuendesa kudare kuti akutorere nguo yako yemukati, murege atorewo nguo yako yekunze;+
7 Kana mava kumhan’arirana zvinoreva kuti matokundikana. Madii zvenyu kungobvuma kuitirwa zvakaipa?+ Madii zvenyu kungobvuma kubiridzirwa?