Isaya 29:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Zuva iroro matsi dzichanzwa mashoko ebhuku racho,Uye maziso emapofu achaona ari pakasviba uye ari murima.+ Isaya 35:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Panguva iyoyo maziso emapofu achasvinudzwa,+Uye nzeve dzematsi dzichavhurwa.+ 6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka senondo,+Uye rurimi rwembeveve ruchashevedzera nemufaro.+ Nekuti mvura ichatubuka murenje,Uye hova murenje.
18 Zuva iroro matsi dzichanzwa mashoko ebhuku racho,Uye maziso emapofu achaona ari pakasviba uye ari murima.+
5 Panguva iyoyo maziso emapofu achasvinudzwa,+Uye nzeve dzematsi dzichavhurwa.+ 6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka senondo,+Uye rurimi rwembeveve ruchashevedzera nemufaro.+ Nekuti mvura ichatubuka murenje,Uye hova murenje.