RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 12:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Pane kutongwa kwenyika ino; mutongi wenyika ino+ achadzingwa.+

  • Johani 16:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 uye pamusoro pekutongwa, nekuti mutongi wenyika ino atongwa.+

  • VaHebheru 2:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Saka sezvo vana vacho vadiki vari venyama neropa, iye akavawo wenyama neropa,+ kuti nerufu rwake aparadze uyo ane simba rekukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi,+

  • Zvakazarurwa 12:7-9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Zvino hondo yakatanga kudenga: Mikaeri*+ nengirozi dzake vakarwisa dhiragoni, uye dhiragoni nengirozi dzayo vakarwisawo 8 asi havana kukunda,* uye havana kuzovazve nenzvimbo kudenga. 9 Saka dhiragoni huru+ yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ uyo ari kutsausa nyika yese;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe