Dheuteronomi 29:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka chengetai mashoko esungano iyi muateerere, kuti zvese zvamunoita zvifambe zvakanaka.+ Pisarema 1:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Anofara munhu asingafambi maererano nezano revakaipaAsingamiri munzira yevatadzi+Asingagari pachigaro chevanotaura zvekutsvinya.+ 2 Asi chaanofarira mutemo waJehovha,+Uye anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi* siku nesikati.+ Pisarema 112:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 112 Rumbidzai Jah!*+ א [Aleph] Anofara munhu anotya Jehovha,+ ב [Beth] Anofarira mirayiro yake zvikuru.+ Pisarema 119:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vanofara vaya vanochengeta zviyeuchidzo zvake,+Vanomutsvaga nemwoyo wavo wese.+ Mateu 7:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Haasi munhu wese anoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe,’ achapinda muUmambo hwekudenga, asi uya chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.+ Jakobho 1:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+
1 Anofara munhu asingafambi maererano nezano revakaipaAsingamiri munzira yevatadzi+Asingagari pachigaro chevanotaura zvekutsvinya.+ 2 Asi chaanofarira mutemo waJehovha,+Uye anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi* siku nesikati.+
112 Rumbidzai Jah!*+ א [Aleph] Anofara munhu anotya Jehovha,+ ב [Beth] Anofarira mirayiro yake zvikuru.+
21 “Haasi munhu wese anoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe,’ achapinda muUmambo hwekudenga, asi uya chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.+
25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+