-
Eksodho 12:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 “‘Zuva iri richava chiyeuchidzo kwamuri, uye munofanira kuripemberera kuti rive mutambo unoitirwa Jehovha muzvizvarwa zvenyu zvese. Uyu murau uchagara uripo.
-
-
Dheuteronomi 16:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 “Chengeta mwedzi waAbhibhi,* wopemberera Paseka yaJehovha Mwari wako,+ nekuti Jehovha Mwari wako akakubudisa muIjipiti usiku mumwedzi waAbhibhi.+ 2 Uye unofanira kubayira chibayiro chacho chePaseka kuna Jehovha Mwari wako,+ chemakwai nembudzi nechemombe,+ munzvimbo inosarudzwa naJehovha kuti zita rake rigare.+
-