VaHebheru 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Kuda”+ uku ndiko kwakaita kuti titsveneswe nekupiwa kwakaitwa muviri waJesu Kristu kamwe chete zvikabva zvakwana.+ 1 Petro 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Iye akatakura zvivi zvedu+ mumuviri wake padanda,*+ kuti tisunungurwe pazvivi,* toraramira kururama. Uye “maronda ake akaita kuti muporeswe.”+
10 “Kuda”+ uku ndiko kwakaita kuti titsveneswe nekupiwa kwakaitwa muviri waJesu Kristu kamwe chete zvikabva zvakwana.+
24 Iye akatakura zvivi zvedu+ mumuviri wake padanda,*+ kuti tisunungurwe pazvivi,* toraramira kururama. Uye “maronda ake akaita kuti muporeswe.”+