-
1 VaKorinde 11:23-25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
23 Nekuti ndakagamuchira kubva kunaShe zviya zvandakapfuudzawo kwamuri, zvekuti Ishe Jesu pausiku+ hwaakazotengeswa, akatora chingwa, 24 uye pashure pekuonga, akachimedura, akati: “Ichi chinomirira muviri wangu+ uri kupiwa kuitira imi. Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”+ 25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ pavakanga vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, pese pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+
-