Johani 6:67, 68 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 67 Saka Jesu akati kune vane Gumi Nevaviri: “Ko imi hamudiwo kuenda?” 68 Simoni Petro akamupindura kuti: “Ishe, tingaenda kuna ani?+ Ndimi mune mashoko eupenyu husingaperi.+
67 Saka Jesu akati kune vane Gumi Nevaviri: “Ko imi hamudiwo kuenda?” 68 Simoni Petro akamupindura kuti: “Ishe, tingaenda kuna ani?+ Ndimi mune mashoko eupenyu husingaperi.+