Ruka 18:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Akabva atora vane Gumi Nevaviri akaenda navo parutivi, akati kwavari: “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye zvinhu zvese zvakanyorwa pachishandiswa vaprofita nezveMwanakomana wemunhu zvichaitika.+
31 Akabva atora vane Gumi Nevaviri akaenda navo parutivi, akati kwavari: “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye zvinhu zvese zvakanyorwa pachishandiswa vaprofita nezveMwanakomana wemunhu zvichaitika.+