Mateu 26:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Rambai makarinda+ uye rambai muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo.+ Mweya* unoda zvawo, asi nyama haina simba.”+ Mako 14:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Rambai makarinda uye rambai muchinyengetera, kuti murege kupinda mumuedzo.+ Mweya* unoda zvawo, asi nyama haina simba.”+ Ruka 22:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Pavakasvika panzvimbo yacho, akati kwavari: “Murambe muchinyengetera, kuti murege kupinda mumuedzo.”+
41 Rambai makarinda+ uye rambai muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo.+ Mweya* unoda zvawo, asi nyama haina simba.”+
38 Rambai makarinda uye rambai muchinyengetera, kuti murege kupinda mumuedzo.+ Mweya* unoda zvawo, asi nyama haina simba.”+
40 Pavakasvika panzvimbo yacho, akati kwavari: “Murambe muchinyengetera, kuti murege kupinda mumuedzo.”+