-
Johani 19:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Jesu akamupindura kuti: “Kudai usina kupiwa simba kubva kumusoro ungadai usina simba pandiri. Ndokusaka munhu andiunza kwauri aine chivi chakakura kupfuura chako.”
-