Isaya 53:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi iye akabayiwa+ nekuda kwekudarika kwedu;+Akapwanyiwa nekuda kwekukanganisa kwedu.+ Akabvuma kurangwa kuti tive nerugare,+Uye maronda ake akaita kuti tiporeswe.+ Mako 9:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti akanga achidzidzisa vadzidzi vake, achivaudza kuti: “Mwanakomana wemunhu achatengeswa mumaoko evanhu, uye vachamuuraya,+ asi pasinei nekuti achaurayiwa, achamuka kwapera mazuva matatu.”+
5 Asi iye akabayiwa+ nekuda kwekudarika kwedu;+Akapwanyiwa nekuda kwekukanganisa kwedu.+ Akabvuma kurangwa kuti tive nerugare,+Uye maronda ake akaita kuti tiporeswe.+
31 Nekuti akanga achidzidzisa vadzidzi vake, achivaudza kuti: “Mwanakomana wemunhu achatengeswa mumaoko evanhu, uye vachamuuraya,+ asi pasinei nekuti achaurayiwa, achamuka kwapera mazuva matatu.”+