2 Madzimambo 17:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo. Mabasa 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Akati kwavari: “Munonyatsoziva kuti Mutemo haubvumiri kuti muJudha adyidzane nemunhu werumwe rudzi+ kana kuti aende kwaari, asi Mwari akandiratidza kuti hapana munhu wandinofanira kuti akasviba kana kuti haana kuchena.+
24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo.
28 Akati kwavari: “Munonyatsoziva kuti Mutemo haubvumiri kuti muJudha adyidzane nemunhu werumwe rudzi+ kana kuti aende kwaari, asi Mwari akandiratidza kuti hapana munhu wandinofanira kuti akasviba kana kuti haana kuchena.+