VaFiripi 2:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+
5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+