Mabasa 10:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Akatirayirawo kuti tiparidzire vanhu uye tipupure kwazvo+ kuti uyu ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wevapenyu nevakafa.+ Mabasa 17:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+ 2 VaKorinde 5:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+ 2 Timoti 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pamberi paMwari naKristu Jesu, uyo achatonga+ vapenyu nevakafa+ paachazviratidza pachena+ uye paachauya muUmambo hwake,+ ndinokuudza zvakasimba kuti:
42 Akatirayirawo kuti tiparidzire vanhu uye tipupure kwazvo+ kuti uyu ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wevapenyu nevakafa.+
31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+
10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+
4 Pamberi paMwari naKristu Jesu, uyo achatonga+ vapenyu nevakafa+ paachazviratidza pachena+ uye paachauya muUmambo hwake,+ ndinokuudza zvakasimba kuti: