Dheuteronomi 18:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Jehovha Mwari wako achakumutsira muprofita anobva pakati pehama dzako akafanana neni. Unofanira kumuteerera.+ Ruka 24:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Akabva ati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andaikutaurirai pandakanga ndichiinemi,+ kuti zvinhu zvese zvakanyorwa nezvangu muMutemo waMozisi nemuVaprofita nemuMapisarema zvinofanira kuzadziswa.”+ Johani 1:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Firipi akaona Natanieri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMutemo neVaprofita: Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wekuNazareta.”
15 Jehovha Mwari wako achakumutsira muprofita anobva pakati pehama dzako akafanana neni. Unofanira kumuteerera.+
44 Akabva ati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andaikutaurirai pandakanga ndichiinemi,+ kuti zvinhu zvese zvakanyorwa nezvangu muMutemo waMozisi nemuVaprofita nemuMapisarema zvinofanira kuzadziswa.”+
45 Firipi akaona Natanieri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMutemo neVaprofita: Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wekuNazareta.”