Eksodho 31:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Paakangopedza kutaura naye muGomo reSinai, akapa Mozisi mahwendefa maviri eChipupuriro,+ mahwendefa edombo akanga akanyorwa nemunwe waMwari.+
18 Paakangopedza kutaura naye muGomo reSinai, akapa Mozisi mahwendefa maviri eChipupuriro,+ mahwendefa edombo akanga akanyorwa nemunwe waMwari.+