RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 3:23, 24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti vanhu vese vakatadza, vakasasvika pakubwinya kwaMwari,+ 24 uye vakapiwa chipo chepachena+ chekunzi vakarurama nenyasha dzake+ kuburikidza nekusunungurwa nerudzikinuro rwakabhadharwa naKristu Jesu.+

  • VaEfeso 1:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Nekuti akagara atigadza+ kuti titorwe sevanakomana vake+ achishandisa Jesu Kristu, maererano nezvinomufadza uye kuda kwake,+ 6 kuti arumbidzwe nekuda kwenyasha+ dzake dzinokudzwa dzaakatiitira achishandisa uya waanoda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe