RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 8:31, 32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Jesu akabva ati kuvaJudha vakanga vatenda maari: “Kana mukaramba muri mushoko rangu, muri vadzidzi vangu chaivo, 32 uye muchaziva chokwadi,+ uye chokwadi chichakusunungurai.”+

  • Johani 14:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Jesu akati kwaari: “Ndini nzira+ nechokwadi+ neupenyu.+ Hapana anouya kuna Baba asina kusvika nekwandiri.+

  • Johani 18:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Saka Pirato akati kwaari: “Saka uri mambo here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kutaura kuti ndiri mambo.+ Nekuti izvi ndizvo zvandakaberekerwa, uye ndizvo zvandakauyira munyika, kuti ndipupure chokwadi.+ Munhu wese ari kudivi rechokwadi anoteerera inzwi rangu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe