Johani 14:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvandinokutaurirai hazvisi zvangu ndega,+ asi kuti Baba, vanoramba vari pamwe neni, ndivo vari kuita mabasa avo.
10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvandinokutaurirai hazvisi zvangu ndega,+ asi kuti Baba, vanoramba vari pamwe neni, ndivo vari kuita mabasa avo.