Mateu 27:54 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 54 Asi mukuru weuto nevaya vaiva naye vachirinda Jesu pavakaona kudengenyeka kwenyika nezvinhu zvakanga zvichiitika, vakatya kwazvo, vakati: “Chokwadi uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”+
54 Asi mukuru weuto nevaya vaiva naye vachirinda Jesu pavakaona kudengenyeka kwenyika nezvinhu zvakanga zvichiitika, vakatya kwazvo, vakati: “Chokwadi uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”+