Johani 4:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Jesu akati kwavari: “Zvekudya zvangu ndiko kuita kuda kwaiye akandituma+ uye kupedza basa rake.+ Johani 14:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvandinokutaurirai hazvisi zvangu ndega,+ asi kuti Baba, vanoramba vari pamwe neni, ndivo vari kuita mabasa avo. VaHebheru 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Wakada kururama uye wakavenga kusateerera mutemo. Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta ekupembera nemufaro kupfuura vamwe vako.”+
10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvandinokutaurirai hazvisi zvangu ndega,+ asi kuti Baba, vanoramba vari pamwe neni, ndivo vari kuita mabasa avo.
9 Wakada kururama uye wakavenga kusateerera mutemo. Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta ekupembera nemufaro kupfuura vamwe vako.”+