-
VaRoma 2:28, 29Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Nekuti anonzi muJudha haasi uya akadaro nechekunze,+ uye kuchecheudzwa hakusi kuya kwekunze, kwakaitwa panyama.+ 29 Asi anonzi muJudha ndiye uya akadaro nechemukati,+ uye kuchecheudzwa kwake ndekuya kwemwoyo+ kunoitwa nemweya, kwete kunobva pabumbiro remutemo rakanyorwa.+ Kurumbidzwa kwemunhu iyeye kunobva kuna Mwari, kwete kuvanhu.+
-